Current Affairs2 months ago
Zvose Zvinomira Kana Vadzimu Vakatsamwa – Mashoko Anorema aGogo Chihoro
Vazukuru vangu, ndinonyora izvi ndichirwadziwa pamoyo asi ndichida kukuzarurirai chokwadi chatakasiya munzira. Mazuva ano vanhu vazhinji vanogara vachichema nehupenyu, vachishamisika kuti sei zvese zvavanosvika zvisingafambi zvakanaka....